Hanna

By Wyee Muzz

Released on February 14, 2022

Thumbnail

Cc..... Wy.... ee..... Muzz

We came from long way (long way long way)

We're going in right way (right way right way)

You n I i see perfection (some perfection)

Bae wangu mmm let's celebrate (our anniversary)


[Pre Chorus]

Mai vainditi mwanangue ko uchazoroora rinhi

Mai vainditi mwanangue ko uchazotora rinhi

Uyu ndiwe wandada ndada ndada (kuzorora amai)

Uyu ndiwe wandada ndada ndada (kuzoroora amai)


[Chorus]

Kana hana dzaroverena, changosara kuvaka hukama

Kana hana dzaroverana, bae wangu ndoda kukuratidza hama

My lady lady .... baeb baeb

You're my lady lady .... baeb baeb (ndoda kukurora)

(Verse 1)

Aah mwana uyu wangu ane energy ginger ginger

Bhachura life wangu wakuzoi chinja chinja

Dedza lobola squad

Soon nemunyai taparoad

Soon bae wangu we're going abroad abroad abroad

Bae wanguе ndakukurora, kumba kwenyu bae ndakubvisa ma dollar

Haikona kundigaira hora kuti pamwe umwе bae wandichazotora

Love yedu yazokora ikupisa haimbofa yakapora

Love yedu yazokora ikupisa haimbofa yaka (umm)


[Chorus]

(Pre chorus)