Chenjeso

By Wyee Muzz

Released on September 13, 2021

Thumbnail

Xaa

(intro) (Wyee Muzz)

Mmmmmmmmmhh (mmmmh)

Mmm mmm (wy)

Mmmmmmmmhh (double e)

BL


[Chorus]

Look around, tenderera tenderera and see people around you

Look around, tenderera tenderera not everyone is your friend

Chenjera (chenjereeeraa) chenjera chenjera fake friends wangue ndati

Chenjera (chenjereraaa) chenjera chenjera fake love wangu ndatii

(Vеrse 1)

Muzzz

Angave boyfriend or girlfriеnd or workmate waukufambidzana naye

Ingave Friendship or Membership or Partnership

Kana zvisiri kuita work out siya

(cause)

Havazi vese vanofara paunobudirira

Havazi vese vanofara paunosimukira

It's hard to tell anokufarira

The best thing wangu wotoshingirira

Shingirira shingirira mhuri yako woiriritira

Shingirira shingirira shingirira vana kumba vakakumirira


[Chorus]

Look around, tenderera tenderera and see people around you

Look around, tenderera tenderera not everyone is your friend

Chenjera (chenjereeeraa) chenjera chenjera fake friends wangue ndati

Chenjera (chenjereraaa) chenjera chenjera fake love wangu ndatii

(Verse 2)

Zvauri wangu wemudanga, ndoipi iyi yawatanga

Kutondibatira banga

Kuda kutora zvinhu zvangu wondisiya nda (wanga)

That's why u wanted to take my life away

Fake Friends no maan just stay away

Fake Love ummmmm just get away

Kuda kutumira mheni, kukanganisa yangu Journey

(chorus)

(Outro)

Kudzi Mandaz Beware Boi Ummmmmmm Out