Released on December 31, 2022

Thumbnail

Twenty- (ngoma ichirira)

Future (ngoma ichirira)

Yo, Layaan (ngoma ichirira)

Icho

Urere, urere, urere (urere)

Urere, urere, urere (urere)

Pano tinoita zvepano

Hapana munhu wemunhu pano

Pane maGafa akaparker majagwa

Zvimoko zvakananga pano

Dzima maphone hapana inotora mapic

Huyai mhani zvimoko toshandisa seseat

Pane varara kare vari weak

Ndezvedu vakamuka saka hande pacheek

Yahwe manga murere

Ngoma ichirira manga murere

Pawhinwa pano manga murere

Ngoma ichirira manga murere

Tashaina pano

Taona chisionekwe

Sistеr vakarova mbiza avo manjenjenje

Mbinga dzodonha Munhеnga - Putiti

Pabandwa bhodhoro, vanhu kuita mastupid-ti-ti

Tatarisa nguva, 12 bhera

Nhasi tohuchera

Gafa huya whinirwa, ukaramba chete ndokugera

Dzima maphone hapana inotora mapic

Huyai mhani zvimoko toshandisa seseat

Pane varara kare vari weak

Ndezvedu vakamuka saka hande pacheek

Yahwe manga murere

Ngoma ichirira manga murere

Pawhinwa pano manga murere

Ngoma ichirira manga murere

Tashaina pano

Panzvimbo pabva papicker (papicker)

Pavakunakidza panyika (panyika)

Tashaiwa hunhu netsika

Tozozvitsvaga mangwana asvika

Vanhu vamira vairi-vairi

Tarisa smairi iri pandiri

Vanhu vafarisa varikumwa barika

Makoovha mairi-mairi

Saka chicoper chi pattern chachona, mafaro auya

Zvese zvaitika pano kana maenda, musanotaura

Dzima maphone hapana inotora mapic

Huyai mhani zvimoko toshandisa seseat

Pane varara kare vari weak

Ndezvedu vakamuka saka hande pacheek

Yahwe manga murere

Ngoma ichirira manga murere

Pawhinwa pano manga murere

Ngoma ichirira manga murere

Tashaina pano