[Intro: Winky D]

Nhamo une chitema ndakakutsvakira diprosone

Hona zvangu zvatsvukira saka ndauya kuzokuona

Gafa

[Chorus: Winky D]

Pawaitiwana uchatiwana ikoko, hatisisiko ikoko

Hello nhamo, Gafa radzoka kurecovery

Iwe nhamo hauchapapoya ndava covered

Saka karma, karma

Uchapapoya sei pane madollars

Karma, karma

Itoita soft kunge drink dopaz

[Verse 1: Winky D]

Zvese zvawakandiita zvakudzoka zvakadhabhula

Waindisweedza nenzara seGafa ndaikudhabhura

Ndizvo zvakazoita kuti ndizoti habhura kadhabhura

Chiwona kamanje chiGafa chiye chakufura patafura

Pataikukwata tichikutiza takapfuura

Tasimudza musoro zvino tokukwatura

[Verse 2: Winky D]

Gafa zvino rotarisa nhamo richilachuka (hahaha hahaha hahaha)

Magreen nemabond tiri kungochapura (hahaha hahaha hahaha)

Hona zvakuita chiGafa icho, vamwe vakuti zvoni dai chafa icho

Vari kurwadziwa havasati vati nhasi, tinovapa macaffenol

Ghetto chiGafa pattern, ngaanyandule mari ava maone one

Tarisa kana fashion, kastep kacho ndichibuda muJan Jam

[Chorus: Winky D]

Pawaitiwana uchatiwana ikoko, hatisisiko ikoko

Hello nhamo, Gafa radzoka kurecovery

Iwe nhamo hauchapapoya ndava covered

Saka karma, karma

Uchapapoya sei pane madollars

Karma, karma

Itoita soft kunge drink dopaz

[Verse 3: Winky D]