Highway Code

By Winky D

On Gombwe

Released on February 2, 2018

Thumbnail

[Intro]

ChiExtra

Chimoko chandiona paposition

Paita congestion

Mabhebhi tengai highway code

Makonzeresa njodzi muroad

Pese panopfuura chiGafa

Oskid


[Chorus]

Itai muchifundisa mabhebhi kudraivha imi

Handisi kubhaiza ini

Mabhebhi ari kucrasha pandiri

Awona nyasha mandiri

Vozevezera Gafa is bae

Uyo musamufananidze

Mabhebhi ari kucrasha pandiri

Awona nyasha mandiri


[Verse 2]

Ndirikumusoro pakuda hill start

Vatadza kukwidza makata, G40

Zvimoko zvikunzwa kuda

Yabva yaita kunge tea party

Ndabva ndazvimisa, stop sign

Muri kumhanya, spot fine

Haukwanise kutedzera speed limit ndokumhangarira kumaOfficer ini

Pano haupinde easy ndenge madrum

Ndakawandirwa haukwane kana pachiRaum

Ndozviziva une crash paneGafa

Usashandise mafeelings, keep calm


[Bridge]

Saka yangova Biggie woye

Kwese vakuti hatidi naye (hatidi naye)

Yangova Biggie woye

Vari kungoti hatidi naye (hatidi naye)


[Chorus]

Itai muchifundisa mabhebhi kudraivha imi Handisi kubhaiza ini

Mabhebhi ari kucrasha pandiri

Awona nyasha mandiri

Vozevezera Gafa is bae

Uyo musamufananidze

Mabhebhi ari kucrasha pandiri

Awona nyasha mandiri


[Verse 2]

Bhebhi unenge uri learner

Pane Gafa hapasi easy kunzi wapakena

Haundikonhese ndokutemba kuchena

Panoda licence class 1


[?]

Zvimoko zvonditeera ndichibva kudheni

Zvandimirira kubva na3 makseni

Pane two twandapesana natwo

Twandiona ndokubva twarova 3 point turn

Turi kunditaimira but pabuda nothing

Turi kunditeera ndapinda muParking

MaPakiro acho andichaita haatisanganise iparallel parking


[Bridge]

Saka yangova Biggie woye

Kwese vakuti hatidi naye (hatidi naye)

Yangova Biggie woye

Vari kungoti hatidi naye (hatidi naye)


[Chorus]

Itai muchifundisa mabhebhi kudraivha imi Handisi kubhaiza ini

Mabhebhi ari kucrasha pandiri

Awona nyasha mandiri

Vozevezera Gafa is bae

Uyo musamufananidze

Mabhebhi ari kucrasha pandiri

Awona nyasha mandiri

Mabhebhi ari kucrasha pandiri

Awona nyasha mandiri

Vozevezera Gafa is bae

Uyo musamufananidze

Mabhebhi ari kucrasha pandiri

Awona nyasha mandiri