Happiest Man

By Winky D

On Gafa Futi

Released on October 7, 2016

Thumbnail

[Intro: Winky D]

ChiGafa chauya futi chakakoka fanika pfuti

Chi Extraterrestial

Gafa Futi


[Pre-Chorus: Winky D]

Kasoftware kekugumbuka pane maGafa kari kuramba kuinstaller

Ndaneta nekuva happy ndakuda matambudziko auye kuzonditora

Nekuti pese pandatsika, nokora tsoka prezha rasvika

Ndoda kugara ndava zivisa kufara kune vaidzi mirai zvekupaparika

Chorus: Winky D

Ndini the happiest man pataundi

But this time chiri kwangu se round

Handina zvondinetsa kana zvinondistressa, rega ndikuudze zviri paground

I'm happy, I'm happy, I'm happy

Kusimbirwa neGafa life

I'm happy, I'm happy, I'm happy

Kana uchinakirwa nelife

Iti oho, oho, oho

Uchinakirwa nelife

Iti oho, oho, oho


[Verse 1: Winky D]

Happy yangu haidi munhu kana Dollar coin

Ndikuda kufara, usandibata collar kaini

Hanzi Gafa rine energy pahappy, saka mafaro ndini ndinomapower kunge solar kaini

Ndiri high but hakuna chandamona kaini

Vanoti tichasuwa, hamuna chamaona kaimi

Happy yangu pachiGafa mahara, vari kugaya kuti zvimwe ndinopihwa nemadonor kaini

Chirega kuchema utange kuva happy nhasi (nhasi)

Hona vakutsvaka happy nemari havasati vaiwana nanhasi

But pachiGafa inini


[Chorus: Winky D]

Ndini the happiest man pataundi

But this time chiri kwangu se round

Handina zvondinetsa kana zvinondistressa, rega ndikuudze zviri paground

I'm happy, I'm happy, I'm happy

Kusimbirwa neGafa life

I'm happy, I'm happy, I'm happy

Kana uchinakirwa nelife

Iti oho, oho, oho

Uchinakirwa nelife

Iti oho, oho, oho


[Verse 2: Winky D]

Kahappy kacho fanike munhu ada kukicka bucket

Ndakufambira mumhepo yanditadza gravity

Happy yese yazohodhwa nemaGafa musatambise nguva muchiitsvaka haipo pamarket

Vanoda kuti ndidhiniwe vofambisa gossipi

Hanzi hameno zvimwe zvinhu zvaakuita worship

But ndongotarisa kudenga uko kunaNyadenga

Ikoko ndiko kune Gafa office


[Chorus: Winky D]

Ndini the happiest man pataundi

But this time chiri kwangu se round

Handina zvondinetsa kana zvinondistressa, rega ndikuudze zviri paground

I'm happy, I'm happy, I'm happy

Kusimbirwa neGafa life

I'm happy, I'm happy, I'm happy

Kana uchinakirwa nelife

Iti oho, oho, oho

Uchinakirwa nelife

Iti oho, oho, oho

Ndini the happiest man pataundi

But this time chiri kwangu se round

Handina zvondinetsa kana zvinondistressa, rega ndikuudze zviri paground

I'm happy, I'm happy, I'm happy

Kusimbirwa neGafa life

I'm happy, I'm happy, I'm happy

Kana uchinakirwa nelife

Iti oho, oho, oho

Uchinakirwa nelife

Iti oho, oho, oho