Released on October 22, 2015

9K Views

Thumbnail

[Intro: Winky D]

Kenako Muzik

When we say party, we want all the crosses to disappear

When we say party, we are party

Oskid, alright


[Pre-Hook: Winky D]

Habhura kadhabhura

Ndinongoti, habhura kadhabhura

Habhura kadhabhura

Da-da-dancehall igwe


[Verse 1: Winky D]

Gafa rafunga kuwachisa maproblem ese

Tsvaga kuvha, malager, macider, mawhisky, kunyange masese

Kana pane zviri kukunetsa huya tozvitapudza zvese

Tora sipi uwone magic zvinoshamura zvese


[Hook: Winky D]

Maproblems ese disappear, disappear

Ndinoda kumboita happy ndisiye

Ndati zvoni disappear, disappear

Wanyangira munhu asiririye

Panapa ihappy, happy

Maoko mudenga, maoko mudenga uko

Happy, happy

Zvimwe itai muchitenda so


[Verse 2: Winky D]

Pa-pa-pano ispark, halula

Bho-Bhobo achinwa Amarula

MaDollar, maRands, maPula

Nhasi tiri kudya mula

Pashota XQ, toti Allelujah

Ndiri kungogaya prezha mumedulla

H-H-HKD iri kupi Da Ruler

Pari paprezha isu ndisu taruler

Ndoda kufara kusvika nda admitiwa pamubhedha kunge chigulani

Matirabhuru ese ndamapisa nemoto saFire President Thulani

Ndapinda Bhuruwayo, vondibhiga, zvimoko zvopfuura zvichiti z'khupani

Usatsvake nhamo kwandiri hauiwane semukwende wangu uri muwoolani


[Hook: Winky D]

Maproblems ese disappear, disappear

Ndinoda kumboita happy ndisiye

Ndati zvoni disappear

Wanyangira munhu asiririye

Panapa ihappy, happy

Maoko mudenga, maoko mudenga uko

Happy, happy

Zvimwe itai muchitenda so


[Pre-Hook: Winky D]

Habhura kadhabhura

Ndinongoti, habhura kadhabhura

Habhura kadhabhura

Tinongoti, habhura kadhabhura


[Verse 3: Winky D]

Handina kumbenge ndaziva

Kuti happy unotondiziva

Ndaiona uchifara nevamwe ndoshushikana sei uchingondisiya

But nhasi wandipinza mugear

Tarisa zvoita gafa riya

Ndava kuvhara mahwindo hakuna kwaunoenda magonhi ndakiya

Ukabvisa ma problem mulife panongosara happy

Ma gafa hatimboda half chanzi toshamura ne gap

Kafariro kacho kondoita kunge mwana ari munappy

Vaya vajaira kutora ma pikicha pakuda snap


[Hook: Winky D]

Maproblems ese disappear, disappear

Ndinoda kumboita happy ndisiye

Ndati zvoni disappear

Wanyangira munhu asiririye

Panapa ihappy, happy

Maoko mudenga, maoko mudenga uko

Ihappy, happy

Zvimwe itai muchitenda so

Maproblems ese disappear, disappear

Ndinoda kumboita happy ndisiye

Ndati zvoni disappear

Wanyangira munhu asiririye

Panapa ihappy, happy

Maoko mudenga, maoko mudenga uko

Happy, happy

Zvimwe itai muchitenda so


[Outro: Winky D]

Disappear, disappear

Disappear, disappear

Habhura kadhabhura

Habhura kadhabhura

Disappear, disappear

Habhura kadhabhura

Disappear, disappear

Habhura kadhabhura

Disappear, disappear

Habhura kadhabhura

Disappear, disappear

Habhura kadhabhura