Released on October 22, 2015

Thumbnail

Yo Layaan, Oskid (KeNako Music)

Gafa kusvika ndafa (Igwe)

[Verse 1]

Paghetto zvinhu hazvina kumira mushe this time (no no no)

Asi chichemo changu kuma youths haikonai kumixer necrime (no no no)

Misodzi yandachema maghetto youths akandwa boma akandwa boma

Tiri ku trier but hakuna kana chiri kufaya

And hamusati maona hamusati maona

Vanongoti hire pavanodira voti fire

Ndaramba no disguise

Ndakuda ghetto voice

Toda kupukunyuka nhamo Tocky Vibes

Handichada zviya zvekuti unondounzira bhaibheri wobva wanditi nditsanye 40 nights

Ndirini chandiri kungoda ka better life

Handivhare maziso kusvika nda getter price

This time ndakasvinura hakuna anondigarisa mudish nekuti handisi satellite

[Hook]

Tisu tine macopyrights enhamo asi tinongoseka sengano

Ndisu tinozvi feeler zviri pano but tinongoseka sengano

Oh oh oh oh oh oh oh (aihwa sengano)

Oh oh oh oh oh oh oh (aihwa sengano)

[Verse 2]

Toshanda 8 to 5

Kutsvaga kurarama hapana zheti mulife

Landlord ndamutiza nhasi date ndi 5

Paghetto pangu zviri kupisa aihwa haisi bhaizi

Zvimoko zvobviswa humhandara neplate yerice

Madhara oda twechidiki achisiya yavo size

Kuvabvunza vanokupindura tichiri boys

Isu dzatinoti hanzvadzi kwavari ndoma toys

Vakuru muchida ini ndandichapa advice

Nhamo haina basa nezera kana nebody size

Ndosaka ndati tine ma poverty copyrights

Ndodawo kalife kemudenga kunge emirates

[Hook]

Tisu tine macopyrights enhamo asi tinongoseka sengano

Ndisu tinozvi feeler zviri pano but tinongoseka sengano

Oh oh oh oh oh oh oh oh (aihwa sengano)

Oh oh oh oh oh oh oh oh (aihwa sengano

[Verse 3]

Misodzi yochururukua ari kudzingwa

Nemari yemusika kugwazh ndakaenda

Ini ndotenda vari kutengesa kururiritira mhuri 365 days dze calendar

Ndabva ndapinda Glen View ndaona macarpenter

Sando munadzo torai dzimwe idzi macarpenter

Kuzama kujekesa mberi kwatinoenda

Hapasi kubuda zvakawanda but isu tinotenda

Ndikafunga zvelife yangu ini ndazvi tormentor

Kungondi ndine nungo wandi offender

Ndiri kuzama kuzvibatanidza zvichiramba maghetto youths hatisi ku pretender