MAKATA

By Tracklinair

Released on September 9, 2019

Thumbnail

Track track track

The sound of the silly winner(tracklinair)

Makata makata makata

Zvanga zvakashata bata bata ndichibata

Kwata kwata ndichikwata

Makata makata  makata

B.t.c

Life yaisava easy ,wishing to be like weezy

Simbiswa zvangu naxizzy

Just pray kuna tenzi

Manje manje famba nebenzi go go track)2

Makandisimbisa makandi bigger hona ndakuto zvinda

Ndakamira pamnigger screw screw nehonda

Neckless ndeye ngoda

Makata makata makata

Zvanga zvakashata bata bata ndichibata

Kwata kwata ndichikwata

Makata makata makata

Hapana chiri kumbofaya

Vamwe vaiti ceasz fire

Pamangoma vaitondi spyer

Mangoma akunaya

Mlo vibes chimbouya

Ndagara ndazogaya