Behind Bars

By Pimp Wacho

Released on August 15, 2021

Thumbnail

[Intro]

Yeah

I go by the name Pimp Wacho

And I'm Straight Outta Fiyo

Zimbabwe

Made in the ghetto

Ey yo Nyis

Yo Wiseman

Maaan


[Verse]

Aah

Take me back

Rise and chicken pazvaingodyiwa paChristmas

Tichitamba chikweshe nemaslipers

Tozotiza kugeza deeperz

Take me back

Panda ndisati ndane maworries

Ndichichemera Mari yeSchool fees

Ndisati ndakuziva zvemahustles

Back

Pandanga ndakapfekedzwa manappies

Ndichibaiwa nezvipeneti

Ndakapfeka hembe yeviscose

Back

Boiz aya haasi mafunnies

Bvunza vanhu veAreaz

Vanokutipira Kuti iReaz

Takakura zviri rough

Tichiumbirwa mazamhu ana Mai

Kana usiri tough

Waitoonеkwa sehwai

Ndakahwinha hondo hobho;

Ndiri bhuru rine mavanga

Made in thе ghetto

Hazvipere bhoo tikatanga

Dhewa Moyo panyanga

Vane mafeelings vari horny

Vari scared vane magoosebumps

Ndiri hustler ane mhoni

Sha where I come from

Hachishande chidumb dumb

Yenyu yekuita kunge makadzungaura masascum

Kune vanhu vakavhurika

Kunge denga risina makore

Easy lifestyle

Musafunge haisi nyore

Kana uri mugayi

Kudza vakuru pamakore

Tikatsamwa tenge tea

Mucup yeAluminium hatipore

I gat goals like Van Persie

Bow down and call me Sire

Makuwedzera pace

Sorry tsaga inini ndabaya

Tiri mazino aMarabha

Takasiyana negap

Ndine mabars anobhabhura

Anopfekedza manappy

History muGhetto

Musazobvunza abva nepi ?

Handina kubva nepi

Ndotopfekedza manappy

Ndiri high court, ndodzikamisa

Ndobvisisa maCap

Flow rangu rinomwisa mvura

Zvekutotsvaga matape

You can't run this game

Mune budget yema slopes

Ndine maskiri ekwa Kharma

Ndovasender kumaShops

Handisi mukati me virus

Sha handisi musick

The new genesis of Zimhiphop

Ndiri musiki

Moyo yenyu Nakai mhani

Muri ana Nadia

Blaz munovengera munhu

Kuti adziya

Future bright ine macolours

Ndini mambo wehondo

Sha ndiri mayaz

Zvekutotyora mabondo

Zimhiphop is not dead

Ndimi murikubhohwa mafans

I rock ndiri Rocky

Ndauya kuzoroka Dhanzi

Pandotsika panorwadza

Ngwarira unotsikwa konzi

One chematadza

Kumeso ndinobvisa Ponds


[Verse 2]

Every Ghetto rakandibereka

They got my back

Anopihwa sando ndiBiggie

Take a handshake

High time tichiita;

Hi it's our time

Kana kwako uri Minister

Blaz ndiri Prime

Tsono pamalines

Moyo ndobaya kunge magetsi

Rap lifespan

Ndiri Bonga kunge katsi

Killing fake rappers

Nemaline ndiri hanger

Zvimabeats zvinokecha muclub;

Ndauya neBanger

Ndobatika paChi-town, nepaEmpire

Jamal I gat no limits

Handina nguva yeFake smile

Ndoisa maLimits

Zimcelebs yakakuudzai;

Pay attention for this one

Mukavhara maziso now

Makupayer for attention muri pamaone

I'm the Goat of my generation

NdoHeader kunge Zidane

I was underground

But when I talk you listen

Wangu ndiri vhuvhaz;

Kupfura Lady Gaga

Handina time yemathreats

I act ndoti ga-ga

Ndopinza beat busy

Radio ikashaya signal

Ndiripa beat busy

Phone ndabvisa paSignal

Ndakatarisana neBudiriro

Team rekuGlen View

I'll buy my Mom a house;

Ine nice view

Mafans achandigadza

Kuita murume wemoment

More likes so;

I don't care about your comment

Ghetto full of bars

Ndichipacker mumastreets

Shake - shake zviya

Zvekushaker mastreets


[Verse 3]

Ndadzosa Rap game;

Kunge ndavhura majeri

Ndine kastep kereverse

Vanema peri havanditeri

Ndauya ndine old sound

Shona Makaveli

Ndobatanidza all sounds

Ndoruka madhoiri

Ndiri mushini webasa

Munondikunda nematools

Makunyanya kudziirwa

Murikuwanza majuzi

Nemusic iyoyi

Siyabangena kusvika kublues

Murikuda fast Rapper

KwaMutare kuna @Chillzmach


[Verse 4]

Ndiri street kid bhaizi

Mumastreets ndiri hustler

Usade kuzviedza blaz

Ndine matricks, ndokutackler

Mumabars menyu

Pane akagara paseat pangu

Good good kuno

Coz Ngoma inoti pangu

Munoda nyaya hamudi kupfuurwa

But munotamba nepfuti

Let me take that crown nigga

It's my duty

Whatchu talking bout ?

You want beef I got a butcher

Whatchu tripping bout ?

Ask for lessons I'm a teacher


[Outro]

Chachisalad