Released on November 16, 2022

Thumbnail

Kudanana kwedu uku kune kamwe kakunyangina so

Gara wandibudira pachena iwe (ndisati ndaita loss)

Aha, kana uchiritengesa ndiziyewo (ndisati ndaita loss)

Ehee, ndiudze ndisapinde nemoyo wese (ndisati ndaita loss)

Aha, unondida here? Ndiudzewo (ndisati ndaita loss)

Ehee, zvinobuda here? Ndiudzewo (ndisati ndaita loss)

Uri wema-streets, unondipinza busy

Unongopakura beans, muma-streets

Haa, pora, kamudiro kako kekujola

Haudi kuona munhu ano-bowler

Chinangwa chako kuda kupihwa ma-dollar

Unenge type inodya yega lobola

Muchero wemusango unokanganisa hutano

Wese angoda unoti pfuurai nepano

Kana uchiritengesa ndiziyewo (ndisati ndaita loss)

Ehee, ndiudze ndisapinde nemoyo wese (ndisati ndaita loss)

Aha, unondida here? Ndiudzewo (ndisati ndaita loss)

Ehee, zvinobuda here? Ndiudzewo (ndisati ndaita loss)

Ndisati ndaita boss, ndisati ndane mari inini, dhiya ndingaita stroke

Ukazondi-emptira hari, iii simba ringaenda rose

Ndisati ndaisa force

Ndisati ndoo makoti kuna amai, izvo ndoo matsotsi

Ende wakaipa, kukanda ma-sign, kukanda ma-sign

Unotobuda pano wandi-kisser, but wakutyisa, uda kumiswa