Released on August 12, 2018

Thumbnail

Intro

Babe i'm sorry, Mr Mr

Mr Enough, Mr Mr

Mr Greenston yea, Mr Mr

Maly pon di version

Hook

Majoma akati sorry is a sorry word

But inini ndirikurevesa [uuuuuhuh]

Ndosaka ndafona nepakati pehusiku

Kuti uzondinzwisisa [i'm sorry]

Chorus

I just wanna say sorry

Pandaikubata rough, ndichikuudza rough sorry

[Sorry]

PawaimboTryer kuda kundifadza ndisingazvioni

[Sorry]

Please babe, chindinzwawo babe

I just wanna say sorry

Pandaikubata rough, ndichikuudza rough sorry

Verse 1

Waimbondikwadza neLove [neLove]

Ipapo babe ndokupa maNuff [maNuff]

But ndaisagutsikana newe [gutsikana×2]

Ndaingoramba ndichikuCheater rough [cheater rough]

Zvandaimboita babe so ka

NdaikuKicker sebhora reSoccer

Waingoshingirira, ndichikutsikirira

Aiwa sorry babe dzoka

Verse 2

Asi sometimes, ndomboTryer kunzwisisa wani babe

Chidzoka usipo ma1 babe

Ndichaita nani uya mwana 1 babe

Chindinzwawo babe

Asi sorry sorry sure

Ronda racho haringapori sure

Usakate fone ruva

Ndakusuwa harisi guhwa