Up and Down

By King Static

Thumbnail

Intro:

Up and down ,Up and …..

Yeah

Haaaa

Ye ye ye ahh

Chorus:

Life ingori ma up and down

Zvese zvingori ma up and down

Life ingori ma up and down

Wha-what goes up must come down

Verse :

Sometimes zvombo sparka

Soemtimes zvomboshakwa

Sometimes zvombofaya

Sometimes ndoda larger

Kuti ndifeele bho ,Kuti ndifeele bho

Ndati ndisevhe ka cheddar gogo vapiwa mubhedha

Hell No hazvisi zvega R.I.P ,Supa mega

Ndati nditenge ka jagwa hanzi ndione namudhara

Hanzi Lah zvakadhakwa hapana kana yekutamba

Tranna make ends meet ,sometimes zviri lit sometimes zviri weak Sometimеs zviri neat

Up and ,Up and Down what’s popping

Lord see me now

Chorus:

Life ingori ma up and down

Zvеse zvingori ma up and down

Life ingori ma up and down

Wha-what goes up must come down

Verse

Sometimes ndomuka ne 2 grand ,Sometimes ndomuka 2 rands

Sometimes handa kana zuda,saka ndichizodawo two blunt

Kuti ndifeele better kufungisisa ndimborega

Sometimes zvombodirwa sugar Popping bottles with cougars

Handitombode kuenda kumba popping bottles nana Dhudza

This is life you gotta pull up

Protect your energy you ain’t a loser

Zvimiririre usapusa Good life ndoyando chooser

Uh -Up and down Big dreams pulling up in a foreign

All the bulls*** I’m ignoring,Ama ride the wave Im the chosen huh