PRAISE HIM

By Flabbz

On Jesus Positive

Released on April 22, 2014

Thumbnail

#PraiseHIM


[Humming : Nashie]

Jesus Posisive Muzik

1st Verse : Flabbz

 Wangu chimbopa Mwari mbiri,kwete kungopa zvichemo bedzi

 Busy kuchemera Benz,kutora Tenzi semusevenzi

 Warwara wakwara,kuchipatara oxygen unobhadhara

 Asi nanhasi Jehovah Jireh vari kungokupa mahara

 Zvinhu zvasunama,hupenyu hwaminama

 Watofema nemunyama,ndiBaba vanoita minana

 Zuva nezuva haisi alarm inoita umuke

 Dai alarm yaimutsa vanhu,pasina vanofira kuhope

 Saka,maoko mudenga rumbidza Nyadenga

 Kurumidza rumbidza ita seunopenga

 Kuporesa Jehovah Rapha ndivo vega

 Kutanga nekuguma – Alpha,Omega

 Rumbidza nekuti ndiMwari,kwete nekuti uri kutsvaga mari

 Uri muMweya neMuzvokwadi,yepa Matthew 6:2 haibhadhari

 Takurumbidza vane mari,hanzi “Ane mari ndiye mukuru” – aaah!

 Hapana asingazive Nkulunkulu mukuru kuru – kaah!

 Yaah,ndiye akakodzera kurumbidzwa

 Ndiye akafanira ane ropa pamuchinjikwa

HOOK : Vuyo Brown

After all that you have done

All the battles you have won

You gave me the life

Endless love

LORD we Praise yah

After all that you have done

All the battles you have won

You gave me the life

Endless love

LORD we Praise yah

Bridge : Hillz + Vuyo Brown + Nashie

Shukumis’ umzimba,ujayivel’ u Jesu ((( WE PRAISE YAH - ahaa)))

Sidumisa forever,we ain't never getting bored ((( WE PRAISE YAH)))

Shukumis’ umzimba,ujayivel’ u Jesu ((( WE PRAISE YAH - ahaa)))

Sidumisa forever,we ain't never getting bored ((( WE PRAISE YAH)))

Shukumis’ umzimba,ujayivel’ u Jesu

Sidumisa forever,we ain't never getting bored ((( WE PRAISE YAH)))

Shukumis’ umzimba,ujayivel’ u Jesu ((maoko mudengaaa))

Sidumisa forever,we ain't never getting bored ((maoko mudenga))

2nd Verse : Hillz

 We always ready,getting heady as we Praise Him with a song

 No denyin’,we flyin’,gonna Praise Him all year long

 Ngizombonga ma ngimbona ngoba Jesu anogona

 Spiritual to physical,it’s miracle not magical,so radical sensational

 Kuyisimang’,amalang’ ehamba

 Nam’ isandla sam’ uyasibamba

 For Jesus,my knees jus,bend down to thank Him

 Liftin up my hands and my eyes coz He’s worthy

3rd Verse : Flabbz

 Tikasarumbidza Imi Baba shuwa tinenge takutwanya

 Kusakwana,kumhanya,kukanya kanya uyo anoratidza hanya

 Ndimi munobvisa,munomisa,vanoda kurwisa

 Ramavhura,ramavhara,hapana anopikisa

 Hondo dzamahwinha - hobho!

 Hobho vamadhinha – Pharaoh!

 Devil zvomufinha,ogwinha gwinha,coz ma cleaner ma sinner

 Rumbidzo inoita masvingo eJericho agoti pasi dhiii

 Rumbidzo isingapere sema scratch pa CD

4th Verse : Hillz + Flabbz

 We live to praise,it’s coz of grace – that we enter in His gates

 His loving kindness,nomore blindness – He’s placed me in my rightful place

 Yes,vasiyana ne mirror,rinotidzosera zvataripa

 Kutirwira havambomira,rudo rwavo rwunozipa

 Ukandibvunza ndokuudza,kurumbidza kunosimudza

 He’s my Alpha and Omega,everyday anondifudza

 Vanoita zvakawanda – tofamba nemota togona kusvika

 Vanofumura zvakahwanda – maplans aSatan okanganisika

HOOK : Vuyo Brown

After all that you have done

All the battles you have won

You gave me the life

Endless love

LORD we Praise yah

After all that you have done

All the battles you have won

You gave me the life

Endless love

LORD we Praise yah

SONG 911:

Track : Praise Him

Artists: Flabbz feat Vuyo Brown,Hillz & Nashie

Stable : Jesus Positive Muzik

Producer : Cal_Vin (Volte Face Records)

Date Recorded : 12/04/2014

Release Date : 22/04/2014

Free Download :

Http://www.reverbnation.com/jesuspositiveflabbz/song/20671016-praise-him-flabbz-feat-vuyo-brownhillz

Contact Details :

Whatsapp : +263774475236

Facebook : Jesus Positive Muzik – Flabbz

( http://www.facebook.com/jesuspositiveflabbz )

Http://www.facebook.com/flabbz4real

Twitter : @Flabbz_Ashton

@Femmeroyal

@hillvee

@tinashetapfuma

Blog : Jesus Positive Muzik

( http://www.jesuspositiveflabbz.wordpress.com )

#JesusPositiveMuzik