Released on January 30, 2014

Thumbnail

Intro : JESUS POSITIVE MUZIK


[Hook : Vuyo Brown]

As I’m walking in this valley of the shadow of death

All I’m facing is Trials and Tribulations

I have tried to fight it Lord,but I know oh

I can’t do this on my own


[1st Verse : Flabbz]

Kuita zvinhu ndiri ndega,Mwari wangu ini ndinotya

Ndinotya kuzokunda,ndozvinyepera nyika ndinodya

Kuidya nerutivi,asi ndichidyiwa ose mativi

Itai ndigokundika kana ndakushaika kune renyu divi

Ndigarisei pasi kana mbiri yondiwisira pasi

Ndidimburei muswe kana worebesa kubva nhasi

Kana ndakupinda nemwenje mudziva,Jehova ndidzorei

Kana ndave kusaziva,Baba ndidzidzisei

Ndinoda kurarama,according to Your Will

According to Jesus Christ,who paid my Sin Bill

Zvehupenyu munoziva,handidi kukuenderai mberi

Kana ndotamba nezita renyu,ndiitei zvamakaita mutemberi

“Ndikasatungamira”… ndiri ini it’s a lost cause

Coz,Lord,ndinotya kudonha the most falls

Uh,ndega ndokanganisa,mistakes overload

Yeah,ndega handimbokwanisa,take over Lord


[Hook 1 : Vuyo Brown]

As I’m walking in this valley of the shadow of death

All I’m facing is Trials and Tribulations

I have tried to fight it Lord,but I know oh

I can’t do this on my own


[Hook 2 : Hillz (and Vuyo Brown + Nashie)]

Mwari Baba (Lead me)

Lead the way,Lead the way

(Lead me,Lord I pray)

Nditungamirei Baba

Mwari Baba (Lead me)

Lead the way,Lead the way

(Lead me,Lord I pray)

Nditungamirei Baba


[2nd Verse : Flabbz]

Ini handina basa,kusasa Imi ndiro basa

Handimbogasa,kurasa basa,dhaza,chero rikafasa

Muvaki anovaka pasina Imi,anovaka pasina

Saka,Imi pamberi Baba,kana ndakuimba

Music yangu ngaisave empty envelope,music isina message

Vanhu venyu ngavaone kubata kwenyu,ndiri pa stage

Ndinzvengesei miyedzo inouya nemimhanzi

Plazi njodzi ya dhiyabhurosi,Tenzi ngaisawane chanzi

Vachanzwa izwi rangu munziyo ngavasape kutenda

Hmmmm,mamuri,ngavawedzere kutenda

Let them know it’s not by might,nor by power,aiwa

By Your Spirit,Holy Spirit,which overpowers powers

Kana ndisinemi Baba,murima ndomandofambira

Fambai neni,batai makumbo angu mugomba ndisawira

Masahwira,tumirai ane mazino ari sharp

Agondiruma nzeve,advice ku ear drum


[Hook 1 : Vuyo Brown]

As I’m walking in this valley of the shadow of death

All I’m facing is Trials and Tribulations

I have tried to fight it Lord,but I know oh

I can’t do this on my own


[Hook 2 : Hillz (and Vuyo Brown + Nashie)]

Mwari Baba (Lead me)

Lead the way,Lead the way

(Lead me,Lord I pray)

Nditungamirei Baba

Mwari Baba (Lead me)

Lead the way,Lead the way

(Lead me,Lord I pray)

Nditungamirei Baba


[Bridge : Flabbz (spoken,with Hook 1 in the background)]

I know Lord,that my life is not my own,for I am not able to plan my own course

Even though ndakabata driver’s licence,but still I cannot drive my own life alone

I need Your guidance and presence with me always

Increase and I decrease,nekuti pasina Imi ndinotya…...LEAD ME


[Hook 2 : Hillz (and Vuyo Brown + Nashie)]

Mwari Baba (Lead me)

Lead the way,Lead the way

(Lead me,Lord I pray)

Nditungamirei Baba

Mwari Baba (Lead me)

Lead the way,Lead the way

(Lead me,Lord I pray)

Nditungamirei Baba


[Based on Jeremiah 10:23 & John 3:30]

Free Download at : http://www.reverbnation.com/jesuspositiveflabbz

Blog : http://www.wordpress.jesuspositiveflabbz.com

Facebook : Flabbz Ashton ( http://www.facebook.com/flabbz4real )

Jesus Positive Muzik – Flabbz ( http:/www.facebook.com/jesuspositiveflabbz )

Twitter : @Flabbz_Ashton

@Femmeroyal

@hillvee

@tinashetapfuma

#JesusPositiveMuzik