Released on September 6, 2007

Thumbnail

[Verse 1]

Mutsvagi webasa ndiwe, achabuda ndiwe, uchachema nani?, wazvikanyira wega hona

[Verse 2]

Munwi ndiwe, mudhakwi ndiwe, uchachema nani?, wazvikorerwa wega hona

[Verse 3]

Mushori wemhanza ndiwe, murohowi ndiwe, uchachema nani?, wazviroverwa wega hona

[Verse 4]

Mutsvagi wepfuma ndiwe, mupazi ndiwe, uchachema nani?, wazvitemera bazi raugere iwe

[Verse 5]

Kudai rwaiva rufu, vanhu tinochemedzana zvino zvarusiri rufu mazvokuda mavanga enyora

[Verse 6]

Mukoma nguva yapera, muchitenda zvevamwe, Ko kwenyu makaitei?

Mukoma nguva dzafamba, muchiridza zvevamwe, Ko kwenyu makaridzei?

Hanzvadzi nguva dzafamba, usarivare unokaruka vamwe vave mhiri

Veduwe tisatamba nenguva, dzichingodarika tichimirira mazanda akaora

Ukagona kushandisa mukana, nenguva chaiyo unova nemufaro usingaperi

Vanesuuu, (kumabasa), tinavooo

Vanesuuu, (nemudzindzendo), tinavooo

Anesuuu, (nekumichato), tinayeee-hunde

Anesuuu, (nekumagatare), tinayeee-hunde

[Verse 7]

Hee-hee-hee, (Yaveee)

Hee-hee-hee, (Yaveee)

Hee-hee-hee, (eYaveee)

Hee-hee-hee, (eYaveee)