Released on June 3, 2005

Thumbnail

[Verse 1]

Kana wakabarwa muna 1940 muna ndira, ndira akangosvika watova negore

Kana wakabarwa muna 1940 muna ndira, ndira akangosvika watova negore

Kana wakabarwa muna 1980 muna zvita

Zvita akangosvika watova negore

Kana wakabarwa muna 1980 muna zvita

Zvita akangosvika watova negore

Maihwe nguva dzinofamba veduwe

Maihwe nguva dzinofamba veduwe

Mavie uya ave mhandara

Mavie uya ave mhandara

John uya ave zijaya

John uya ave zijaya

Inga maihwe nguva dzinofamba veduwe

[Verse 2]

Ndokusaka kuine masikati, nokuti kune chaedza

Kogozova nehusiku hune rima hwaunonzwa hope

Zvawaifunga nezuro 'ndizvo zvaunofuma uchizviziva

Zvese izvi kuvaraidza kuzadzikisa kufamba kwenguva

Makore achifamba (mhuri dzinza isvararira)

Makore achifamba (mhuri dzinza isvararira)

Zvizukuru zvana zvevana (mhuri dzinza isvararira)

Zvizukuru zvana zvevana (mhuri dzinza isvararira)

Vana vemukoma vemukoma vako (mhuri dzinza isvararira)

Vana vemukoma vemukoma vako (mhuri dzinza isvararira)

Gume wabata mudonzvo (mhuri dzinza isvararira)

Gumе wabata mudonzvo (mhuri dzinza isvararira)

[Verse 3]

Panorima vamwe newe rimawo, iwе rimawo, ndizokohwedzane nevamwe

Panorima vamwe newe rimawo, iwe rimawo, ndizokohwedzane nevamwe

Panomuka vamwe newe mukawo, iwe mukawo, ndizofambidzane nenguva

Panomuka vamwe newe mukawo, iwe mukawo, ndizofambidzane nenguva

[Verse 4]

Ndizofambidzane nenguva (usakahadzike)

Ndizofambidzane nenguva (usakahadzike)

Nguva hadzimirire munhu (rwendo rwemujecha)

Nguva hadzimirire munhu (rwendo rwemujecha)

Ndizokohwedzane nevamwe (hutangarina pamwe navamwe)

Ndizokohwedzane nevamwe (hutangarina pamwe navamwe)